Mateo 27:50 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika50 Jesu akadaidzira zvakare nezwi guru ndokubva afa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)50 Ɀino Jesu akaɗanidzira ɀe nenzwi guru, akarega mŋeya wake. See the chapterShona Bible 1949 revised 200250 Zvino Jesu akadanidzirazve nezwi guru, ndokubva afa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika50 Jesu akadaidzira zvakare nezwi guru ndokubva afa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona50 Jesu akadaidzira zvakare nezwi guru ndokubva afa. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi50 Uye Jesu akati adanidzira nenzwi guru, akabudisa mweya wake. See the chapter |