Mateo 27:49 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika49 Asi vamwe vakati, “Mirai tione kuti Eriya achauya kuzomuponesa here.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)49 Ʋamŋe ʋakati: Regai, timboʋona kana Eria acizoʋuya kumuponesa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200249 Vamwe vakati, “Regai, timboona kana Eria achizouya kumuponesa.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika49 Asi vamwe vakati, “Mirai tione kuti Eriya achauya kuzomuponesa here.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona49 Asi vamwe vakati, “Mirai tione kuti Eriya achauya kuzomuponesa here.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi49 Vamwe vakati, “Zvino musiyei ari oga. Regai tione kana Eria achiuya kuzomuponesa.” See the chapter |