Online Bible

- Advertisements -

Mateo 27:48 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

48 Mumwe wavo, pakarepo, akamhanya akatora chifovefove ndokuchinyika muwaini inovava kusvika chazara. Akachibairira parutsanga akamupa kuti anwe.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

48 Pakarepo mumŋe waʋo wakamhanya, akatora cipanje, akacizadza nevinega, ndokuciisa parutsaŋga, akamunwisa.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

48 Pakarepo mumwe wavo wakamhanya, akatora chipanje, akachizadza nevhiniga, ndokuchiisa parutsanga, akamunwisa.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

48 Mumwe wavo, pakarepo, akamhanya akatora chifovefove ndokuchinyika muwaini inovava kusvika chazara. Akachibairira parutsanga akamupa kuti anwe.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

48 Mumwe wavo, pakarepo, akamhanya akatora chifovefove ndokuchinyika muwaini inovava kusvika chazara. Akachibairira parutsanga akamupa kuti anwe.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

48 Pakarepo mumwe wavo akamhanya akatora chipanje. Akachizadza newaini yevhiniga ndokuchiisa pachimuti, achibva apa Jesu kuti anwe.

See the chapter Copy

Mateo 27:48

Follow us:

Advertisements

Advertisements