Mateo 27:47 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika47 Vamwe vakanga vakamirapo pavakazvinzwa vakati, “Munhu uyu ari kudaidza Eriya.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)47 Ʋamŋe ʋakaŋga ʋamire’po, ʋaciɀinzwa, ʋakati: Uyo unoɗana Eria. See the chapterShona Bible 1949 revised 200247 Vamwe vakanga vamirepo, vachinzwa, vakati, “Uyo anodana Eria.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika47 Vamwe vakanga vakamirapo pavakazvinzwa vakati, “Munhu uyu ari kudaidza Eriya.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona47 Vamwe vakanga vakamirapo pavakazvinzwa vakati, “Munhu uyu ari kudaidza Eriya.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi47 Vamwe vakanga vamirepo vakati vanzwa izvozvo, vakati, “Ari kudana Eria.” See the chapter |