Mateo 27:46 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika46 Neawa inenge yechitatu masikati Jesu akadaidzira nezwi guru achiti, “Eri Eri rama sabhakitani” zvinoreva kuti, “Mwari wangu Mwari wangu mandisiireiko.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)46 Neŋguʋa ineŋge yepfumbamŋe, Jesu akaɗana nenzwi guru, aciti: Eri, Eri, rama sabaktani? Ndokuti: Mŋari waŋgu, Mŋari waŋgu, mandisiyireiko? See the chapterShona Bible 1949 revised 200246 Nenguva inenge yepfumbamwe, Jesu akadana nezwi guru, achiti, “Eri, Eri, rama sabakitani?” Ndokuti, “Mwari wangu, Mwari wangu, mandisiyireiko?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika46 Neawa inenge yechitatu masikati Jesu akadaidzira nezwi guru achiti, “Eri Eri rama sabhakitani” zvinoreva kuti, “Mwari wangu Mwari wangu mandisiireiko.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona46 Neawa inenge yechitatu masikati Jesu akadaidzira nezwi guru achiti, “Eri Eri rama sabhakitani” zvinoreva kuti, “Mwari wangu Mwari wangu mandisiireiko.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi46 Nenguva inenge yepfumbamwe, Jesu akadanidzira nenzwi guru achiti, “Eroi, Eroi, rama sabhakitani?” zvichireva kuti, “Mwari wangu! Mwari wangu, mandisiyireiko?” See the chapter |