Mateo 27:34 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 vakamupa waini yakasanganiswa nenduru kuti anwe. Paakairavira akaramba kuinwa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 ʋakamupa waini yakaveŋganiswa nenduru, kuti anwe; asi wakati araʋira, akaramba kunwa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200234 vakamupa waini yakavhenganiswa nenduru, kuti anwe; asi akati aravira, akaramba kunwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 vakamupa waini yakasanganiswa nenduru kuti anwe. Paakairavira akaramba kuinwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona34 vakamupa waini yakasanganiswa nenduru kuti anwe. Paakairavira akaramba kuinwa. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi34 Ipapo vakapa Jesu waini yakasanganiswa nenduru, kuti anwe, asi akati airavira akaramba kuinwa. See the chapter |