Mateo 27:32 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Pavakanga vakubuda, vakasangana nomumwe murume wokuSairini ainzi Simoni. Vakamanikidza murume iyeyo kutakura muchinjikwa waJesu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Ʋakati ʋaciɓuɗa, ʋakawana munhu weKurini, wainzi Simoni; ʋakamumanikidza iye kuti atakure mucinjikwa wake. See the chapterShona Bible 1949 revised 200232 Vakati vachibuda, vakawana munhu weKurini, ainzi Simoni; vakamumanikidza iye kuti atakure muchinjikwa wake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Pavakanga vakubuda, vakasangana nomumwe murume wokuSairini ainzi Simoni. Vakamanikidza murume iyeyo kutakura muchinjikwa waJesu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona32 Pavakanga vakubuda, vakasangana nomumwe murume wokuSairini ainzi Simoni. Vakamanikidza murume iyeyo kutakura muchinjikwa waJesu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 Vakati vobuda, vakasangana nomurume aibva kuSairini ainzi Simoni, uye vakamumanikidza kuti atakure muchinjikwa. See the chapter |