Mateo 27:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Akavasunungurira Bharabhasi. Asi ndokurova Jesu zvikuru akamuturira mumaoko avo kuti vamuroverere pamuchinjikwa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Ɀino akaʋasunuŋgurira Barabasi, asi Jesu wakamuroʋesa kwaɀo, akamuisa kwaʋari, kuti aroʋerwe pamucinjikwa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200226 Zvino akavasunungurira Bharabhasi, asi Jesu akamurovesa kwazvo, akamuisa kwavari, kuti aroverwe pamuchinjikwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Akavasunungurira Bharabhasi. Asi ndokurova Jesu zvikuru akamuturira mumaoko avo kuti vamuroverere pamuchinjikwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona26 Akavasunungurira Bharabhasi. Asi ndokurova Jesu zvikuru akamuturira mumaoko avo kuti vamuroverere pamuchinjikwa. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Ipapo akavasunungurira Bharabhasi, asi akaita kuti Jesu arohwe, uye akamupa kwavari kuti arovererwe pamuchinjikwa. See the chapter |