Mateo 27:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Pirato akati kwavari, “Ko ndoitei naJesu anonzi Kristu?” Vose vakati, “Ngaarovererwe pamuchinjikwa.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Pirato akati kwaʋari: Ndicagoiteiko naJesu, unonzi Kristu? Ʋose ʋakati kwaari: Ŋgaaroʋerwe pamucinjikwa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200222 Pirato akati kwavari, “Ndichagoiteiko naJesu, anonzi Kristu?” Vose vakati kwaari, “Ngaaroverwe pamuchinjikwa.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Pirato akati kwavari, “Ko ndoitei naJesu anonzi Kristu?” Vose vakati, “Ngaarovererwe pamuchinjikwa.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona22 Pirato akati kwavari, “Ko ndoitei naJesu anonzi Kristu?” Vose vakati, “Ngaarovererwe pamuchinjikwa.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Pirato akabvunza akati, “Zvino ndichaiteiko naJesu anonzi Kristu?” Vakapindura vakati, “Ngaarovererwe pamuchinjikwa!” See the chapter |