Mateo 27:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Vapristi vakuru navakuru–vakuru vakagombedzera vanhu kuti vakumbire Bharabhasi asi Jesu aparadzwe. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Ʋaprista ʋakuru naʋakuru ʋakagombedzera ʋanhu ʋazhinji kuti ʋakumbire Barabasi, Jesu aʋurawe. See the chapterShona Bible 1949 revised 200220 Vapristi vakuru navakuru vakagombedzera vanhu vazhinji kuti vakumbire Bharabhasi, Jesu aurawe. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Vapristi vakuru navakuru–vakuru vakagombedzera vanhu kuti vakumbire Bharabhasi asi Jesu aparadzwe. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona20 Vapristi vakuru navakuru–vakuru vakagombedzera vanhu kuti vakumbire Bharabhasi asi Jesu aparadzwe. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Asi vaprista vakuru navakuru vavanhu vakakurudzira vanhu vazhinji kuti vakumbire Bharabhasi uye kuti Jesu aurayiwe. See the chapter |