Mateo 26:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Vadzidzi pavakazviona vakagumburwa nazvo vachiti, “Kurasa mari kudai!” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Asi ʋadzidzi ʋake ʋaciɀiʋona, ʋakafa neshuŋgu, ʋakati: Kuparadzwa kwakaɗaro kwaitirweiko? See the chapterShona Bible 1949 revised 20028 Asi vadzidzi vake vachizviona, vakafa neshungu, vakati, “Kuparadzwa kwakadaro kwaitirweiko?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Vadzidzi pavakazviona vakagumburwa nazvo vachiti, “Kurasa mari kudai!” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona8 Vadzidzi pavakazviona vakagumburwa nazvo vachiti, “Kurasa mari kudai!” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Vadzidzi vakati vachiona izvi, vakatsamwa uye vakati, “Kuparadza kwakadai kwaitirweiko? See the chapter |