Mateo 26:74 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika74 Pita akatanga kuzvirengerera rushambwa achitopika achiti, “Handizivi munhu uyu.” Pakarepo jongwe rakabva rakukuridza. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)74 Ɀino wakataŋga kutuka nokupika, aciti: Handimuziʋi munhu uyu. Pakarepo joŋgwe rikarira. See the chapterShona Bible 1949 revised 200274 Zvino akatanga kutuka nokupika, nemhiko achiti, “Handimuzivi munhu uyu.” Pakarepo jongwe rikakukuridza. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika74 Pita akatanga kuzvirengerera rushambwa achitopika achiti, “Handizivi munhu uyu.” Pakarepo jongwe rakabva rakukuridza. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona74 Pita akatanga kuzvirengerera rushambwa achitopika achiti, “Handizivi munhu uyu.” Pakarepo jongwe rakabva rakukuridza. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi74 Ipapo akatanga kuzvituka uye akapika kwavari achiti, “Murume uyu handimuzivi!” Pakarepo jongwe rakarira. See the chapter |