Online Bible

- Advertisements -

Mateo 26:73 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

73 Kwapera chinguvana, vakanga vamirepo vakauya vakati kuna Pita, “Zvechokwadi iwe uri mumwe wavo nokuti mutauriro wako unokubatisa.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

73 Caʋa ciŋguʋa ʋakaŋga ʋamire’po ʋakaʋuya, ʋaciti kunaPetro: Ɀirokwaɀo, newe ʋo uri mumŋe waʋo, nokuti kutaura kwako kunokuziʋisa.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

73 Chava chinguva vaya vakanga vamirepo vakauya, vachiti kuna Petirosi, “Zvirokwazvo, newewo uri mumwe wavo, nokuti kutaura kwako kunoita kuti uzikanwe.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

73 Kwapera chinguvana, vakanga vamirepo vakauya vakati kuna Pita, “Zvechokwadi iwe uri mumwe wavo nokuti mutauriro wako unokubatisa.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

73 Kwapera chinguvana, vakanga vamirepo vakauya vakati kuna Pita, “Zvechokwadi iwe uri mumwe wavo nokuti mutauriro wako unokubatisa.”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

73 Mushure mechinguva, vaya vakanga vamirepo vakaenda kuna Petro vakasvikoti, “Zvechokwadi uri mumwe wavo nokuda kwamatauriro ako.”

See the chapter Copy

Mateo 26:73

Follow us:

Advertisements

Advertisements