Mateo 26:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Kwakauya mumwe mukadzi nechinu chamafuta okuzora anokosha kwazvo chearabhasita. Akadururira mafuta acho mumusoro maJesu paakanga agere pakudya. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 mumŋe mukadzi akaʋuya kwaari anecinu cearbastera caiʋa necizoro cinomuteŋgo mukuru, akaciɗurura pamusoro wake, agere pakudya. See the chapterShona Bible 1949 revised 20027 mumwe mukadzi akauya kwaari anechinu chearibhasitera chaiva namafuta chino mutengo mukuru, akachidururira mumusoro wake, agere pakudya. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Kwakauya mumwe mukadzi nechinu chamafuta okuzora anokosha kwazvo chearabhasita. Akadururira mafuta acho mumusoro maJesu paakanga agere pakudya. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona7 Kwakauya mumwe mukadzi nechinu chamafuta okuzora anokosha kwazvo chearabhasita. Akadururira mafuta acho mumusoro maJesu paakanga agere pakudya. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 mumwe mukadzi akauya kwaari nechinu chamafuta anonhuhwira, omutengo mukuru, akasvikoadururira pamusoro wake, agere patafura. See the chapter |