Mateo 26:68 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika68 “Porofitaka tinzwe nhai iwe Mesia kuti akurova ndiani.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)68 ʋaciti: Profita, iwe Kristu, kuti ndiani wakuroʋa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200268 vachiti, “Fembera iwe Kristu, kuti ndiani akurova.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika68 “Porofitaka tinzwe nhai iwe Mesia kuti akurova ndiani.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona68 “Porofitaka tinzwe nhai iwe Mesia kuti akurova ndiani.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi68 uye vakati, “Profita kwatiri, Kristu. Ndiani akurova?” See the chapter |