Mateo 26:60 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika60 asi vakahushaya kunyange zvazvo vazhinji vakamupupurira zvenhema. Pokupedzisira vaviri vakauya mberi vakati, See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)60 asi haʋana‐kuwana, kunyaŋge ɀapupu ɀizhinji ɀenhema ɀakaʋuya. Pashure ɀiʋiri ɀakaȿika, ɀikati: See the chapterShona Bible 1949 revised 200260 asi havana kuwana, kunyange zvapupu zvizhinji zvenhema zvakauya. Pashure zviviri zvakasvika, zvikati, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika60 asi vakahushaya kunyange zvazvo vazhinji vakamupupurira zvenhema. Pokupedzisira vaviri vakauya mberi vakati, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona60 asi vakahushaya kunyange zvazvo vazhinji vakamupupurira zvenhema. Pokupedzisira vaviri vakauya mberi vakati, See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi60 Asi havana zvavakawana, kunyange zvazvo zvapupu zvenhema zvakauya pamberi. Pakupedzisira, vaviri vakauya See the chapter |