Mateo 26:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Jesu paakanga ari kuBhetania ari mumba maSimoni wamaperembudzi. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ɀino Jesu wakati ari paBetania, mumba maSimoni wamaperembudzi, See the chapterShona Bible 1949 revised 20026 Zvino Jesu akati ari paBhetania, mumba maSimoni wamaperembudzi, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Jesu paakanga ari kuBhetania ari mumba maSimoni wamaperembudzi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona6 Jesu paakanga ari kuBhetania ari mumba maSimoni wamaperembudzi. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Jesu paakanga ari muBhetani mumba momurume ainzi Simoni waMaperembudzi, See the chapter |