Online Bible

- Advertisements -

Mateo 26:57 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

57 Vaya vakabata Jesu vakaenda naye kuna Kaifasi, mupristi mukuru, kwakanga kwaunganwa nenyanzvi dzomutemo navakuru–vakuru.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

57 Aʋo, ʋakaŋga ʋaɓata Jesu, ʋakamuisa kunaKayafasi, muprista mukuru, apo pakaŋga paʋuŋgana ʋanyori naʋakuru.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

57 Avo, vakanga vabata Jesu, vakamuisa kuna Kaifasi, mupristi mukuru, apo pakanga paungana vanyori navakuru vavanhu.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

57 Vaya vakabata Jesu vakaenda naye kuna Kaifasi, mupristi mukuru, kwakanga kwaunganwa nenyanzvi dzomutemo navakuru–vakuru.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

57 Vaya vakabata Jesu vakaenda naye kuna Kaifasi, mupristi mukuru, kwakanga kwaunganwa nenyanzvi dzomutemo navakuru–vakuru.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

57 Vaya vakanga vasunga Jesu vakaenda naye kuna Kayafasi, muprista mukuru, uko kwakanga kwakaungana vadzidzisi vomurayiro navamwe vakuru.

See the chapter Copy

Mateo 26:57

Follow us:

Advertisements

Advertisements