Mateo 26:52 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika52 Jesu akamuti, “Dzosera bakatwa rako panzvimbo paro nokuti vose vanoshandisa bakatwa vanofa nebakatwa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)52 Ɀino Jesu akati kwaari: Dzosera munondo wako mumuhara wawo, nokuti ʋose ʋanoɓata munondo, ʋacafa nomunondo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200252 Zvino Jesu akati kwaari, “Dzosera munondo wako muhara ravo, nokuti vose vanobata munondo, vachafa nomunondo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika52 Jesu akamuti, “Dzosera bakatwa rako panzvimbo paro nokuti vose vanoshandisa bakatwa vanofa nebakatwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona52 Jesu akamuti, “Dzosera bakatwa rako panzvimbo paro nokuti vose vanoshandisa bakatwa vanofa nebakatwa. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi52 Zvino Jesu akati kwaari, “Dzorera munondo wako mumuhara mawo, nokuti vose vanovhomora munondo vachafa nomunondo. See the chapter |