Mateo 26:49 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika49 Judhasi akabva auya pana Jesu akati, “Tikukwaziseika, Mudzidzisi,” akabva amutsvoda. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)49 Pakarepo akaȿika kunaJesu, akati: Kwaziwai, Rabi! Akamuȿeta ɀikuru. See the chapterShona Bible 1949 revised 200249 Pakarepo akasvika kuna Jesu, akati, “Kwaziwai, Rabhi!” Akamutsvoda zvikuru. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika49 Judhasi akabva auya pana Jesu akati, “Tikukwaziseika, Mudzidzisi,” akabva amutsvoda. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona49 Judhasi akabva auya pana Jesu akati, “Tikukwaziseika, Mudzidzisi,” akabva amutsvoda. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi49 Judhasi akaenda pakarepo kuna Jesu akati, “Kwaziwai, Rabhi!” uye akamutsvoda. See the chapter |