Mateo 26:41 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 Rindirai munamate kuti murege kupinda mukuedzwa. Mweya unoda zvawo asi nyama yaneta.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)41 Rindai, munyeŋgetere, kuti murege kupinda mukuidzwa; mŋeya unoɗa hawo, asi nyama hainesimba. See the chapterShona Bible 1949 revised 200241 Rindai, munyengetere, kuti murege kupinda mukuedzwa; mweya unoda hawo, asi nyama haina simba.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 Rindirai munamate kuti murege kupinda mukuedzwa. Mweya unoda zvawo asi nyama yaneta.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona41 Rindirai munamate kuti murege kupinda mukuedzwa. Mweya unoda zvawo asi nyama yaneta.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi41 Rindai uye munyengetere kuti murege kupinda mukuedzwa. Mweya unoda, asi muviri wakaneta.” See the chapter |