Online Bible

- Advertisements -

Mateo 26:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 Zvavakanga vari pakudya, Jesu akatora chingwa akatenda ndokuchimedura akachipa kuvadzidzi vake achiti, “Torai mudye, uyu muviri wangu.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

26 Ʋakati ʋodya, Jesu akatora ciŋgwa, akaciropafadza, akacimeɗura, ndokupa ʋadzidzi ʋake, aciti kwaʋari: Torai, mudye; ici ndiwo muʋiri waŋgu.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

26 Vakati vodya, Jesu akatora chingwa, akavonga, akachimedura, ndokupa vadzidzi vake, achiti kwavari, “Gamuchirai, mudye; uyu muviri wangu.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 Zvavakanga vari pakudya, Jesu akatora chingwa akatenda ndokuchimedura akachipa kuvadzidzi vake achiti, “Torai mudye, uyu muviri wangu.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

26 Zvavakanga vari pakudya, Jesu akatora chingwa akatenda ndokuchimedura akachipa kuvadzidzi vake achiti, “Torai mudye, uyu muviri wangu.”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

26 Vachiri kudya, Jesu akatora chingwa, akavonga akachimedura, uye akapa vadzidzi vake, achiti, “Torai mudye; uyu ndiwo muviri wangu.”

See the chapter Copy

Mateo 26:26

Follow us:

Advertisements

Advertisements