Mateo 26:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Judhasi, uyo akazomutengesa akati, “Ndini here mudzidzisi?” Jesu akati kwaari, “Inga wazvireva oga wani.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Ɀino Judasi, uyo wakamupandukira, akapindura, akati: Rabi, ndini here? Akati kwaari: Ndiɀo ɀawataura. See the chapterShona Bible 1949 revised 200225 Zvino Judhasi, uyo akamupandukira, akapindura, akati, “Rabhi, ndini here?” Akati kwaari, “Ndizvo zvawataura.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Judhasi, uyo akazomutengesa akati, “Ndini here mudzidzisi?” Jesu akati kwaari, “Inga wazvireva oga wani.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona25 Judhasi, uyo akazomutengesa akati, “Ndini here mudzidzisi?” Jesu akati kwaari, “Inga wazvireva oga wani.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Zvino Judhasi uyo aizomupandukira akati, “Chokwadi, ndini here, Rabhi?” Jesu akapindura akati, “Hongu, ndiwe.” See the chapter |