Mateo 26:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Ava manheru, Jesu akagara pakudya navadzidzi gumi navaviri. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Aʋa maɗekwana, akagara pakudya naʋadzidzi ʋanegumi naʋaʋiri. See the chapterShona Bible 1949 revised 200220 Ava madekwana, akagara pakudya navadzidzi vane gumi navaviri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Ava manheru, Jesu akagara pakudya navadzidzi gumi navaviri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona20 Ava manheru, Jesu akagara pakudya navadzidzi gumi navaviri. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Ava madekwana Jesu akagara patafura navane gumi navaviri. See the chapter |