Mateo 26:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Vadzidzi vakaita sokutaurirwa kwavakanga vaitwa naJesu. Vakagadzirira Pasika. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Ʋadzidzi ʋakaita paʋakarairwa napo naJesu, ʋakagadzira paseka. See the chapterShona Bible 1949 revised 200219 Vadzidzi vakaita pavakarayirwa napo naJesu, vakagadzira Pasika. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Vadzidzi vakaita sokutaurirwa kwavakanga vaitwa naJesu. Vakagadzirira Pasika. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona19 Vadzidzi vakaita sokutaurirwa kwavakanga vaitwa naJesu. Vakagadzirira Pasika. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Saka vadzidzi vakaita sokurayirwa kwavakanga vaitwa naJesu vakandogadzira Pasika. See the chapter |