Mateo 26:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Kubvira ipapo Judhasi akanga achitsvaka nguva yokuti amutengese nayo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Ɀino kubva ipapo akatȿaka ŋguʋa yakafanira yokumuisa kwaʋari nayo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200216 Zvino kubva ipapo akatsvaka nguva yakafanira yokumuisa kwavari nayo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Kubvira ipapo Judhasi akanga achitsvaka nguva yokuti amutengese nayo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona16 Kubvira ipapo Judhasi akanga achitsvaka nguva yokuti amutengese nayo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Kubva ipapo zvichienda mberi Judhasi akamirira mukana wokuti amuise kwavari. See the chapter |