Mateo 26:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Jesu paakapedza kutaura zvose izvi akati kuna vadzidzi vake, See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Jesu wakati apedza mashoko iwayo ose, akati kuʋadzidzi ʋake: See the chapterShona Bible 1949 revised 20021 Jesu akati apedza mashoko iwayo ose, akati kuvadzidzi vake, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Jesu paakapedza kutaura zvose izvi akati kuna vadzidzi vake, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona1 Jesu paakapedza kutaura zvose izvi akati kuna vadzidzi vake, See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Jesu akati apedza kutaura zvinhu zvose izvi, akati kuvadzidzi vake, See the chapter |