Mateo 25:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Vasina kungwara vakati kuna vakangwara, ‘Tipungurireiwo mafuta enyu nokuti marambi edu ava kuda kudzima.’ See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Mapenzi akati kunaʋakacenjera: Tipeiʋo mamŋe mafuta enyu, nokuti mŋenje yeɗu yodzima. See the chapterShona Bible 1949 revised 20028 Vasina hanya vakati kuna vakachenjera, ‘Tipeiwo mamwe mafuta enyu, nokuti mwenje yedu yodzima.’ See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Vasina kungwara vakati kuna vakangwara, ‘Tipungurireiwo mafuta enyu nokuti marambi edu ava kuda kudzima.’ See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona8 Vasina kungwara vakati kuna vakangwara, ‘Tipungurireiwo mafuta enyu nokuti marambi edu ava kuda kudzima.’ See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Mapenzi akati kuna vakachenjera, ‘Tipeiwo mamwe emafuta enyu; mwenje yedu yava kudzima.’ See the chapter |