Mateo 25:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Vasikana vaya vose vakamuka vakabatidza marambi avo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ɀino ʋasikana ʋose ʋakamuka, ʋakagadzira mŋenje yaʋo. See the chapterShona Bible 1949 revised 20027 Zvino vasikana vose vakamuka, vakagadzira mwenje yavo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Vasikana vaya vose vakamuka vakabatidza marambi avo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona7 Vasikana vaya vose vakamuka vakabatidza marambi avo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 “Ipapo vasikana vose vakamuka uye vakagadziridza mwenje yavo. See the chapter |