Online Bible

- Advertisements -

Mateo 25:45 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

45 Iye achavapindura achiti, ‘Zvechokwadi chaizvo zvamusina kuzviita kuno mumwe wavadiki ava, hamuna kuzviita kwandiri?’

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

45 Ɀino ucaʋapindura, aciti: Ɀirokwaɀo, ndinoti kwamuri, pamusati makaɀiitira mumŋe waʋaɗuku aʋa, hamuzakaɀiitireni.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

45 Zvino achavapindura, achiti, ‘Zvirokwazvo, ndinoti kwamuri, pamusati makazviitira mumwe wavaduku ava, hamusakazviitireni.’

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

45 Iye achavapindura achiti, ‘Zvechokwadi chaizvo zvamusina kuzviita kuno mumwe wavadiki ava, hamuna kuzviita kwandiri?’

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

45 Iye achavapindura achiti, ‘Zvechokwadi chaizvo zvamusina kuzviita kuno mumwe wavadiki ava, hamuna kuzviita kwandiri?’

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

45 “Achapindura achiti, ‘Ndinokuudzai chokwadi kuti, zvose zvamusina kuitira mumwe wavaduku ava, hamuna kuzviitira ini.’

See the chapter Copy

Mateo 25:45

Follow us:

Advertisements

Advertisements