Mateo 25:38 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 Ndirini watakakuonai muri muenzi tikakugamuchirai kana kuti musina chokupfeka tikakupfekedzai? See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)38 Takakuʋonai riniko muri mŋeni, tikakugamucirai? kana musineŋguʋo, tikakupfekedzai? See the chapterShona Bible 1949 revised 200238 Takakuonai riniko muri mweni, tikakugamuchirai? Kana musina nguo, tikakupfekedzai? See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 Ndirini watakakuonai muri muenzi tikakugamuchirai kana kuti musina chokupfeka tikakupfekedzai? See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona38 Ndirini watakakuonai muri muenzi tikakugamuchirai kana kuti musina chokupfeka tikakupfekedzai? See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi38 Takakuonai riniko muri mweni tikakupinzai mumba, kana musina zvokupfeka tikakupfekedzai? See the chapter |