Mateo 25:37 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 “Vakarurama vachamupindura vachiti, ‘Tenzi ndirini watakakuonai muine nzara tikakupai chokudya kana kuti muine nyota tikakupai chokunwa? See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)37 Ɀino ʋakarurama ʋacamupindura, ʋaciti: Ishe, takakuʋonai riniko munenzara, tikakupai cokudya? kana munenyota, tikakupai cokunwa? See the chapterShona Bible 1949 revised 200237 “Zvino vakarurama vachamupindura, vachiti, ‘Ishe, takakuonai riniko mune nzara, tikakupai chokudya? Kana mune nyota, tikakupai chokunwa? See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 “Vakarurama vachamupindura vachiti, ‘Tenzi ndirini watakakuonai muine nzara tikakupai chokudya kana kuti muine nyota tikakupai chokunwa? See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona37 “Vakarurama vachamupindura vachiti, ‘Tenzi ndirini watakakuonai muine nzara tikakupai chokudya kana kuti muine nyota tikakupai chokunwa? See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi37 “Ipapo vakarurama vachamupindura vachiti, ‘Ishe, takakuonai riniko mune nzara tikakupai chokunwa? See the chapter |