Online Bible

- Advertisements -

Mateo 25:36 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

36 Ndakanga ndisina chokupfeka mukandipfekedza. Ndakanga ndichirwara mukandishanyira. Ndaiva mujeri mukauya kwandiri?’

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

36 ndakaŋga ndisineŋguʋo, mukandipfekedza; ndakaŋga ndicirwara, mukandifambira; ndakaŋga ndiri mutoroŋgo, mukaʋuya kwandiri.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

36 ndakanga ndisina nguo, mukandipfekedza; ndakanga ndichirwara, mukandifambira; ndakanga ndiri mujeri, mukauya kwandiri.’

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

36 Ndakanga ndisina chokupfeka mukandipfekedza. Ndakanga ndichirwara mukandishanyira. Ndaiva mujeri mukauya kwandiri?’

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

36 Ndakanga ndisina chokupfeka mukandipfekedza. Ndakanga ndichirwara mukandishanyira. Ndaiva mujeri mukauya kwandiri?’

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

36 ndakanga ndisina zvokupfeka mukandipfekedza, ndakanga ndichirwara mukandipepa, ndakanga ndiri mutorongo mukandishanyira.’

See the chapter Copy

Mateo 25:36

Follow us:

Advertisements

Advertisements