Mateo 25:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Vakanga vasina kungwara vaya, pavakatora marambi avo, havana kutakura mamwe mafuta. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Nokuti mapenzi akatora mŋenje yawo, akasatora mafuta. See the chapterShona Bible 1949 revised 20023 “Nokuti vasina hanya vakatora mwenje yawo, vakasatora mafuta. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Vakanga vasina kungwara vaya, pavakatora marambi avo, havana kutakura mamwe mafuta. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona3 Vakanga vasina kungwara vaya, pavakatora marambi avo, havana kutakura mamwe mafuta. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Mapenzi vaya vakatora mwenje yavo asi havana kuisa mafuta mairi. See the chapter |