Mateo 25:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Saka waifaniraka iwe kunge wakaisa mari yangu muBhangi. Pandainge ndauya ndaizowana mari yangu nemari yayainge yabereka. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 saka waifanira kuisa mari yaŋgu kunaʋebaŋga, kuti pakuȿika kwaŋgu ndiŋgaɗai ndapiwa ɀaŋgu ɀawanda. See the chapterShona Bible 1949 revised 200227 saka waifanira kuisa mari yangu kune vane bhangi, kuti pakusvika kwangu ndingadai ndapiwa zvangu zvawanda. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Saka waifaniraka iwe kunge wakaisa mari yangu muBhangi. Pandainge ndauya ndaizowana mari yangu nemari yayainge yabereka. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona27 Saka waifaniraka iwe kunge wakaisa mari yangu muBhangi. Pandainge ndauya ndaizowana mari yangu nemari yayainge yabereka. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Zvino ungadai wakachengetesa mari yangu kune vamabhangi kuitira kuti pakudzoka kwangu ndaizoiwana yabereka. See the chapter |