Mateo 25:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Uya akagamuchira mari yamatarenda mashanu akabva aenda pakarepo akandoita mhindu nayo, akaita mari yamamwe matarenda mashanu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Pakarepo iye, wakapiwa matarenta mashanu, akaenda akaita mhindu nawo, akawana mamŋe mashanu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200216 Pakarepo iye, akapiwa matarenda mashanu, akaenda akaita mhindu nawo, akawana mamwe mashanu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Uya akagamuchira mari yamatarenda mashanu akabva aenda pakarepo akandoita mhindu nayo, akaita mari yamamwe matarenda mashanu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona16 Uya akagamuchira mari yamatarenda mashanu akabva aenda pakarepo akandoita mhindu nayo, akaita mari yamamwe matarenda mashanu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Murume akapiwa matarenda mashanu akaenda pakarepo akandoshandisa mari yake akawanazve mamwe mashanu. See the chapter |