Online Bible

- Advertisements -

Mateo 25:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Pavakanga vaenda kundotenga, muwani ndiye vhu kusvika. Vaya vakanga vakagadzirira vakapinda naye mumabiko omuchato. Gonhi ndiye dhwa kuzarirwa.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Ʋakati ʋacienda kundoteŋga, cikomba ndokuȿika; ɀino, ʋakaŋga ʋakaɀigadzira ʋakapinda naco pamutambo wokuwana, mukoʋa ukapfigwa.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

10 Vakati vachienda kundotenga, muwani ndokusvika; zvino, vakanga vakazvigadzira vakapinda naye pamutambo wemuchato, mukova ukapfigwa.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Pavakanga vaenda kundotenga, muwani ndiye vhu kusvika. Vaya vakanga vakagadzirira vakapinda naye mumabiko omuchato. Gonhi ndiye dhwa kuzarirwa.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 Pavakanga vaenda kundotenga, muwani ndiye vhu kusvika. Vaya vakanga vakagadzirira vakapinda naye mumabiko omuchato. Gonhi ndiye dhwa kuzarirwa.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 “Asi vachiri munzira kundotenga mafuta, chikomba chakasvika. Vasikana vakanga vakagadzirira vakapinda naye mumutambo wesvitsa uye musuo ukapfigwa.

See the chapter Copy

Mateo 25:10

Follow us:

Advertisements

Advertisements