Mateo 24:48 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika48 Asi kana muranda uya akaipa, achizviti mumwoyo, ‘Tenzi wangu anonoka,’ See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)48 Asi kana muranda uyo wakaipa akataura mumŋoyo make, aciti: Ishe waŋgu wanonoka; See the chapterShona Bible 1949 revised 200248 Asi kana muranda uyo akaipa akataura mumwoyo make, achiti, ‘Ishe wangu anonoka;’ See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika48 Asi kana muranda uya akaipa, achizviti mumwoyo, ‘Tenzi wangu anonoka,’ See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona48 Asi kana muranda uya akaipa, achizviti mumwoyo, ‘Tenzi wangu anonoka,’ See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi48 Asi ngatimboti muranda uyo akaipa uye oti mumwoyo make, ‘Tenzi wangu achange asipo kwenguva refu,’ See the chapter |