Online Bible

- Advertisements -

Mateo 24:45 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

45 “Ndoupi zvino muranda wakatendeka uye akangwara anoiswa pabasa natenzi wake rokutarira vomumusha make kuti avape zvokudya zvavo nenguva kwayo?

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

45 Ndianiko muranda wakatendeka, wakaŋgwara, wakagadzwa nashe wake aʋe mutariri weimba yake, kuti aʋape ɀokudya neŋguʋa yakafanira?

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

45 Ndianiko muranda akatendeka, akangwara, akagadzwa nashe wake kuti ave mutariri weimba yake, kuti avape zvokudya nenguva yakafanira?

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

45 “Ndoupi zvino muranda wakatendeka uye akangwara anoiswa pabasa natenzi wake rokutarira vomumusha make kuti avape zvokudya zvavo nenguva kwayo?

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

45 “Ndoupi zvino muranda wakatendeka uye akangwara anoiswa pabasa natenzi wake rokutarira vomumusha make kuti avape zvokudya zvavo nenguva kwayo?

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

45 “Ndiani zvino muranda akatendeka uye akachenjera uyo akaiswa natenzi wake kuti atarire varanda veimba yake kuti agovapa zvokudya panguva yakafanira?

See the chapter Copy

Mateo 24:45

Follow us:

Advertisements

Advertisements