Mateo 24:44 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika44 Saizvozvo nemiwo garai makagadzirira nokuti Mwanakomana womunhu anouya nenguva yamusingamutarisiri. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)44 Naiɀoɀo nemi ʋo, garai makaɀigadzira; nokuti Mŋanakomana womunhu ucaʋuya neŋguʋa yomusiŋgamutariri. See the chapterShona Bible 1949 revised 200244 Naizvozvo nemiwo, garai makazvigadzirira; nokuti Mwanakomana womunhu achauya nenguva yomusingamutariri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika44 Saizvozvo nemiwo garai makagadzirira nokuti Mwanakomana womunhu anouya nenguva yamusingamutarisiri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona44 Saizvozvo nemiwo garai makagadzirira nokuti Mwanakomana womunhu anouya nenguva yamusingamutarisiri. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi44 Naizvozvo nemiwo garai makagadzirira nokuti Mwanakomana woMunhu achauya nenguva yamusingamutarisiri. See the chapter |