Mateo 24:43 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika43 Asi zivai izvi zvokuti dai saimba aiziva nguva yousiku ichauya nayo mbavha aigaririra. Haairega imba yake ichipazwa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)43 Asi ziʋai iɀi, kuti mŋene weimba, ɗai aiziʋa ŋguʋa yokuȿika kwembava, uŋgaɗai airinda, akasatendera kuti imba yake ipazwe. See the chapterShona Bible 1949 revised 200243 Asi zivai izvi, kuti dai saimba, aiziva nguva yokusvika kwembavha, angadai airinda, akasatendera kuti imba yake ipazwe. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika43 Asi zivai izvi zvokuti dai saimba aiziva nguva yousiku ichauya nayo mbavha aigaririra. Haairega imba yake ichipazwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona43 Asi zivai izvi zvokuti dai saimba aiziva nguva yousiku ichauya nayo mbavha aigaririra. Haairega imba yake ichipazwa. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi43 Asi nzwisisai izvi: Dai muridzi weimba aiziva kuti inguva ipi yousiku ichauya mbavha, angadai airinda uye haaizotendera kuti imba yake ipazwe. See the chapter |