Mateo 24:37 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Sezvazvakanga zvakaita pamazuva aNowa, ndizvozvowo zvazvichaita pakuuya kwoMwanakomana womunhu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)37 Sapamazuʋa aNoa, ndiɀo ɀicaita kuʋuya kwoMŋanakomana womunhu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200237 Sapamazuva aNoa, ndizvo zvichaita kuuya kwoMwanakomana womunhu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Sezvazvakanga zvakaita pamazuva aNowa, ndizvozvowo zvazvichaita pakuuya kwoMwanakomana womunhu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona37 Sezvazvakanga zvakaita pamazuva aNowa, ndizvozvowo zvazvichaita pakuuya kwoMwanakomana womunhu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi37 Sezvazvakanga zvakaita pamazuva aNoa, ndizvo zvazvichaita pakuuya kwoMwanakomana woMunhu. See the chapter |