Mateo 24:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Naizvozvo kana vakati kwamuri, ‘Hoyo ari murenje, musabude muchiendako. Kana vakati ari mudzimba dzomukati’ musazvitenda. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Ɀino, kana ʋakati kwamuri: Tarirai, uri kurenje, regai kuɓuɗa; Tarirai, uri mudzimba dzomukati, regai kutenda. See the chapterShona Bible 1949 revised 200226 Zvino, kana vakati kwamuri, ‘Tarirai, ari kurenje,’ regai kubuda; ‘Tarirai, ari mudzimba dzomukati,’ regai kutenda. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Naizvozvo kana vakati kwamuri, ‘Hoyo ari murenje, musabude muchiendako. Kana vakati ari mudzimba dzomukati’ musazvitenda. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona26 Naizvozvo kana vakati kwamuri, ‘Hoyo ari murenje, musabude muchiendako. Kana vakati ari mudzimba dzomukati’ musazvitenda. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 “Saka kana munhu upi zvake akakuudzai kuti, ‘Tarirai uyo ari kurenje,’ musabuda kuti muendeko kana kuti akati, ‘Tarirai, ari mudzimba dzomukati,’ musazvitenda. See the chapter |