Mateo 24:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Dai kuri kuti mazuva iwayo haana kutapudzwa, hapana munhu aiponeswa, asi pamusana pavakasarudzwa, mazuva iwayo achatapudzwa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Ƌai mazuʋa iwayo asaitapudzwa, hakunenyama yairarama; asi nokuɗa kwaʋakasanaŋgurwa mazuʋa iwayo acatapudzwa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200222 “Dai mazuva iwayo asaitapudzwa, hakuna munhu airarama; asi nokuda kwavakasanangurwa mazuva iwayo achatapudzwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Dai kuri kuti mazuva iwayo haana kutapudzwa, hapana munhu aiponeswa, asi pamusana pavakasarudzwa, mazuva iwayo achatapudzwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona22 Dai kuri kuti mazuva iwayo haana kutapudzwa, hapana munhu aiponeswa, asi pamusana pavakasarudzwa, mazuva iwayo achatapudzwa. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Dai mazuva iwayo asina kutapudzwa, hapana munhu airarama, asi nokuda kwavasanangurwa, mazuva iwayo achatapudzwa. See the chapter |