Mateo 24:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Namatai kuti kutiza kwenyu kusave panguva yechando kana kuti pazuva reSabata. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 nyeŋgeterai kuti kutiza kwenyu kurege kuʋa pacando kana nesaɓata. See the chapterShona Bible 1949 revised 200220 Nyengeterai kuti kutiza kwenyu kurege kuva panguva yechando kana neSabata. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Namatai kuti kutiza kwenyu kusave panguva yechando kana kuti pazuva reSabata. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona20 Namatai kuti kutiza kwenyu kusave panguva yechando kana kuti pazuva reSabata. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Nyengeterai kuti kutiza kwenyu kurege kuitika panguva yechando kana nomusi weSabata. See the chapter |