Mateo 24:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Jesu paakanga achibva muTemberi avakuenda, vadzidzi vake vakauya kwaari vachimunongedzera dzimba dzeTemberi. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino Jesu wakaɓuɗa patembere, akati oenda, ʋadzidzi ʋake ʋakaʋuya kwaari kuzomuratidza dzimba dzetembere. See the chapterShona Bible 1949 revised 20021 Zvino Jesu akabuda mutemberi, akati oenda, vadzidzi vake vakauya kwaari kuzomuratidza dzimba dzetemberi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Jesu paakanga achibva muTemberi avakuenda, vadzidzi vake vakauya kwaari vachimunongedzera dzimba dzeTemberi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona1 Jesu paakanga achibva muTemberi avakuenda, vadzidzi vake vakauya kwaari vachimunongedzera dzimba dzeTemberi. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Jesu akabuda mutemberi, uye paakanga achifamba kudaro, vadzidzi vake vakaswedera kwaari vakamuratidza dzimba dzetemberi. See the chapter |