Mateo 23:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Musadaidzwe kunzi mudzidzisi nokuti mune mudzidzisi mumwechete, uye imi mose munongova hama nehama. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Asi imi musaidzwa Rabi; nokuti mudzidzisi wenyu ndomumŋe, imi mose muri hama. See the chapterShona Bible 1949 revised 20028 Asi imi musanzi, ‘Rabhi;’ nokuti mudzidzisi wenyu ndomumwe, imi mose muri hama. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Musadaidzwe kunzi mudzidzisi nokuti mune mudzidzisi mumwechete, uye imi mose munongova hama nehama. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona8 Musadaidzwe kunzi mudzidzisi nokuti mune mudzidzisi mumwechete, uye imi mose munongova hama nehama. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 “Asi imi hamufaniri kunzi ‘Rabhi’ nokuti munongova naTenzi mumwe chete uye mose muri hama. See the chapter |