Mateo 23:36 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 Zvirokwazvo ndinoti kwamuri, ‘Zvose izvi zvichawira chizvarwa chino ichochi.’ See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)36 Ɀirokwaɀo ndinoti kwamuri Iɀi ɀose ɀicaʋuya pamsoro porudzi urwu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200236 Zvirokwazvo ndinoti kwamuri, izvi zvose zvichauya pamusoro porudzi urwu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 Zvirokwazvo ndinoti kwamuri, ‘Zvose izvi zvichawira chizvarwa chino ichochi.’ See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona36 Zvirokwazvo ndinoti kwamuri, ‘Zvose izvi zvichawira chizvarwa chino ichochi.’ See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi36 Ndinokuudzai chokwadi kuti zvose izvi zvichava pamusoro porudzi urwu. See the chapter |