Online Bible

- Advertisements -

Mateo 23:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 “Zvichakuwanai zvenyu imi nyanzvi dzomutemo nemi vaFarisei, vanyengedzi nokuti munopfigira vanhu umambo hwedenga. Imi hamupindemo uye hamubvumiri vanenge vachida zvavo kupindamo.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Munenhamo, imi ʋanyori naʋaFarise, ʋanyeŋgeri! Nokuti munopfigira ʋanhu ʋushe bgokuɗeŋga; nokuti imi hamupindi mumene, naiʋo, ʋopinda, hamuʋatenderi kupinda.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

13 “Mune nhamo, imi vanyori navaFarisi, vanyengeri! Nokuti munopfigira vanhu ushe hwedenga; nokuti imi hamupindi mumene, naivo, vopinda, hamuvatenderi kupinda. [

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 “Zvichakuwanai zvenyu imi nyanzvi dzomutemo nemi vaFarisei, vanyengedzi nokuti munopfigira vanhu umambo hwedenga. Imi hamupindemo uye hamubvumiri vanenge vachida zvavo kupindamo.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 “Zvichakuwanai zvenyu imi nyanzvi dzomutemo nemi vaFarisei, vanyengedzi nokuti munopfigira vanhu umambo hwedenga. Imi hamupindemo uye hamubvumiri vanenge vachida zvavo kupindamo.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 “Mune nhamo imi vadzidzisi vomurayiro nemi vaFarisi, vanyengeri! Nokuti munopfigira vanhu umambo hwedenga vachizviona. Imi pachenyu hamupindi, uye vaya vanoedza kupinda hamuvatenderi.

See the chapter Copy

Mateo 23:13

Follow us:

Advertisements

Advertisements