Mateo 23:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Uyewo anozvidukupisa achakudzwa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Aninani unoɀikudza ucaninipiswa, naaninani unoɀininipisa, ucakudzwa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200212 Ani naani anozvikudza achaninipiswa, naani naani anozvininipisa, achakudzwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Uyewo anozvidukupisa achakudzwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona12 Uyewo anozvidukupisa achakudzwa. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Nokuti ani naani anozvikudza achaninipiswa uye ani naani anozvininipisa achakudzwa. See the chapter |